
Nachfolgend der Liedtext Pfumvu Pa Ruzevha Interpret: Thomas Mapfumo mit Übersetzung
Originaltext mit Übersetzung
Thomas Mapfumo
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye ini ndazove rombe
Aiye-iye ini ndazove rombe
(Oh! I have become a destitute)
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha iwe
(You have seen the trouble in the Reserves)
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
(Oh! I have become a destitute)
Inga zvenyu makagarika mune dzimba dzine moto
(How fortunate you are to have houses with a fire)
Inga zvenyu makagarika munofamba nemotokari
(How fortunate you are to move around in cars)
Inga zvenyu makagarika munogara mutaundi
(How fortunate you are to live in urban areas)
Inga zvenyu makagarika munodya rinopisa
(How fortunate you are to have hot meals)
Inga zvenyu makagarika mune mari muhomwe
(How fortunate you are to have money in your pockets)
Inga zvenyu makagarika mune pekurara
(How fortunate you are to have somewhere to sleep)
Waiona pfumvu iri paruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
(You have seen the trouble in the Reserves)
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
(Oh! I have become a destitute)
Wakazvinzwa here kuti mbuya vakashaya?
(Have you heard that granny is dead?)
Wakazvinzwa here kuti mai vakashaya?
(Have you heard that mum is dead?)
Wakazvinzwa here kuti mukoma vakashaya?
(Have you heard that brother is dead?)
Wakazvinzwa here kuti baba vakashaya?
(Have you heard that father is dead?)
Wakazvinzwa here kuti mvura haichanaya?
(Have you heard that rain no longer falls?)
Wakazvinzwa here kuti minda yakapera?
(Have you heard that the fields vanished?)
Ndiyo pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
(You have seen the trouble in the Reserves)
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
(Oh! I have become a destitute)
Inga zvenyu makagarika mune dzimba dzine moto
(How fortunate you are to have houses with a fire)
Inga zvenyu makagarika munodya rinopisa
(How fortunate you are to have hot meals)
Inga zvenyu makagarika mune pekurara
(How fortunate you are to have somewhere to sleep)
Inga zvenyu makagarika mune mari muhomwe
(How fortunate you are to have money in your pockets)
Inga zvenyu makagarika munogara mutaundi
(How fortunate you are to live in urban areas)
Inga zvenyu makagarika here shezvha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Ndiyo pfumvu iri pu musha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
(You have seen the trouble in the Reserves)
Wakazvinzwa here kuti mbuya vakashaya?
(Have you heard that granny is dead?)
Wakazvinzwa here kuti mai vakashaya?
(Have you heard that mum is dead?)
Wakazvinzwa here kuti mukoma vakashaya?
(Have you heard that brother is dead?)
Wakazvinzwa here kuti baba vakashaya?
(Have you heard that father is dead?)
Wakazvinzwa here kuti mombe dzakaenda?
(Have you heard that the cattle went away?)
Wakazvinzwa here kuti mi ndaya kapiraiwe
Wakazvinzwa here kuti mvura haichanaya?
(Have you heard that rain no longer falls?)
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
(You have seen the trouble in the Reserves)
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye ini ndazove rombe
Aiye-iye ini ndazove rombe
(Oh! Ich bin mittellos geworden)
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha iwe
(Sie haben die Probleme in den Reserven gesehen)
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
(Oh! Ich bin mittellos geworden)
Inga zvenyu makagarika mune dzimba dzine moto
(Wie glücklich Sie sind, Häuser mit einem Feuer zu haben)
Inga zvenyu makagarika munofamba nemotokari
(Wie glücklich Sie sind, sich in Autos fortzubewegen)
Inga zvenyu makagarika munogara mutaundi
(Wie glücklich Sie sind, in städtischen Gebieten zu leben)
Inga Zvenyu Makagarika Munodya Rinopisa
(Wie glücklich Sie sind, warme Mahlzeiten zu haben)
Inga zvenyu makagarika mune mari muhomwe
(Wie glücklich Sie sind, Geld in Ihren Taschen zu haben)
Inga zvenyu makagarika mune pekurara
(Wie glücklich Sie sind, irgendwo zu schlafen)
Waiona pfumvu iri paruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
(Sie haben die Probleme in den Reserven gesehen)
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
(Oh! Ich bin mittellos geworden)
Wakazvinzwa hier kuti mbuya vakashaya?
(Haben Sie gehört, dass Oma tot ist?)
Wakazvinzwa hier kuti mai vakashaya?
(Hast du gehört, dass Mama tot ist?)
Wakazvinzwa hier kuti mukoma vakashaya?
(Haben Sie gehört, dass der Bruder tot ist?)
Wakazvinzwa hier kuti baba vakashaya?
(Haben Sie gehört, dass Vater tot ist?)
Wakazvinzwa hier kuti mvura haichanaya?
(Haben Sie gehört, dass es nicht mehr regnet?)
Wakazvinzwa hier kuti minda yakapera?
(Haben Sie gehört, dass die Felder verschwunden sind?)
Ndiyo pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
(Sie haben die Probleme in den Reserven gesehen)
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
Aiye-iye hona ndazove rombe
(Oh! Ich bin mittellos geworden)
Inga zvenyu makagarika mune dzimba dzine moto
(Wie glücklich Sie sind, Häuser mit einem Feuer zu haben)
Inga Zvenyu Makagarika Munodya Rinopisa
(Wie glücklich Sie sind, warme Mahlzeiten zu haben)
Inga zvenyu makagarika mune pekurara
(Wie glücklich Sie sind, irgendwo zu schlafen)
Inga zvenyu makagarika mune mari muhomwe
(Wie glücklich Sie sind, Geld in Ihren Taschen zu haben)
Inga zvenyu makagarika munogara mutaundi
(Wie glücklich Sie sind, in städtischen Gebieten zu leben)
Inga zvenyu makagarika hier shezvha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Ndiyo pfumvu iri pu musha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
(Sie haben die Probleme in den Reserven gesehen)
Wakazvinzwa hier kuti mbuya vakashaya?
(Haben Sie gehört, dass Oma tot ist?)
Wakazvinzwa hier kuti mai vakashaya?
(Hast du gehört, dass Mama tot ist?)
Wakazvinzwa hier kuti mukoma vakashaya?
(Haben Sie gehört, dass der Bruder tot ist?)
Wakazvinzwa hier kuti baba vakashaya?
(Haben Sie gehört, dass Vater tot ist?)
Wakazvinzwa hier kuti mombe dzakaenda?
(Hast du gehört, dass das Vieh weggegangen ist?)
Wakazvinzwa hier kuti mi ndaya kapiraiwe
Wakazvinzwa hier kuti mvura haichanaya?
(Haben Sie gehört, dass es nicht mehr regnet?)
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
Waiona pfumvu iri pa ruzevha
Waiona pfumvu iri pu musha
(Sie haben die Probleme in den Reserven gesehen)
Angela Maria • 1956
Ece Seçkin • 2024
Eloy • 1992
Jam in the Van, Trash Panda • 2023
Reinaldo • 2002
Çeşitli Sanatçılar, Alp Arslan, Faruk Salgar • 2012
I$$A • 2020
Lieder in verschiedenen Sprachen
Hochwertige Übersetzungen in alle Sprachen
Finden Sie die benötigten Texte in Sekundenschnelle.